#title Ubuntu Shona Translators ## page was copied from TranslatingUbuntu/Events/Meetings/Minutes/2009-07-02 <> ||<>|| == DONZVO == Chinangwa chechikwata ndechekuturikira Ubuntu kubva muChirungu kuenda kuShona.Basa iri rinosanganisa kuturikira maPurogiramu nemapeji ebatsiro(Documentation and help pages) tichishandisa gwara rakatarwa [[https://wiki.ubuntu.com/Translations/TemplatesPriority|papeji]]i.e kutanga nemaProgramu anonyanyoshandiswa. == UNGAPINDESEI MUCHIKWATA == Enda [[https://answers.launchpad.net/ubuntu-translations/+faqs|papeji iyi]] kuti uvane zvizere.Enda [[https://launchpad.net/~ubuntu-l10n-shn|papeji yeChikwata]] == GWARA == Mukuturikira maPurogiramu kana maPeji ebatsiro zvinokurudzirwa kushandisa Shona yanhasi (modern Shona) uye Union Shona. Semuenzaniso kunyangwe zvazvo inzwi rekuti Write (in the context of say a command button to excute the write to cd command) richigona kuturikirwa muShona sekuti "Nyora"; inzwi rakakodzera muShona ndi"Bhena" sezvo riiro rinonyanyo shandiswa nevanhu vanoShanda nemaKomputa zuva nezuva. Uyevo Union Shona kana kutiStandard Shona ndoShona isingakanganiswi [[http://newzim.proboards86.com/index.cgi?board=general&action=display&thread=153222&page=3|neChikandamazeko.]] == MANZWI EKUPEDZISIRA == Munokurudzirwa kuti muvedzere pane zvinhu zviri papeji rino. CategoryTranslations